![Ruva Rangu - Decibel](https://cdn.muztext.com/i/32847551948063925347.jpg)
Data di rilascio: 31.12.2001
Linguaggio delle canzoni: Swahili
Ruva Rangu |
Ruva rangu Dai waiziya |
Zvandinonzwa nezviri mukati memoyo wangu |
Kana kuti dai waipiwa zviri munjere nezviri muurongwa hwangu |
Nyango ndisipo ingozviziya akuna mumwe angatore Moyo wangu |
Kufunganya dai wambomira |
Uhmm baby |
Mwanasikana Uri tsvarakadenga mundangariro dzangu ndiwe wega |
Tora Moyo wangu usaudonedza mudiwa wangu usafa wandisiya ndega |
Nyenyedzi yekuchirimo ingondidana |
Ndiripo kubvira kare Kare ndichida iwewe wega |
Ndaiterera mashoko ndakayeva chimiro pawakandida ndakabata denga |
Ngatiende Kure kusina vamwe, mudiwa wangu tonovaka pedu tega |
Mwanasikana uri tsvarakadenga mundangariro dzangu ndiwe wega |
Tora Moyo wangu usaudonedza mudiwa usafa wandisiya ndega |
Nyeredzi yekuchirimo ingondidana |
Ndiripo kubvira kare Kare ndichida iwe |
Ndaiterera mashoko ndakayeva chimiro pawakandida ndakabata denga |
Ngatiende Kure kusina vamwe mudiwa wangu tonovaka pedu tega |
Ruva rangu Dai waiziya zvandinonzwa nezviri mukati memoyo wangu |
Kana kuti dai waipiwa zviri munjere nezviri muurongwa hwangu |
Nyangwe ndisipo ingozviziya akuna mumwe angatore Moyo wangu |
Kufunganya dai wambomira |
Uhmm baby |
Chinangwa changu ndechekuti unzwe |
Andichadzokere kumashure |
Ndichatokukanda babe mumambure |
Machena chena huya ndikudzumbure |
Kwatosanga kwese unonditi mbunde |
Nechimwe changu kwatakabva Kure |
Rudo runotoda une Moyo murefu |
Kuti uwane umwe |
Ndaunganidza shunde |
Pamwe chete nemombe |
Zvese zvinodiwa kuti ndiroore |
Ndakuda uuye |
Patosangana pèse mbunde mbunde |
Nechimwe changu kwatakabva Kure |
Tiende Kure kusina vamwe mudiwa wangu tonovaka pedu tega |
Ruva rangu Dai waiziya zvandinonzwa nezviri mukati memoyo wangu |
Kana kuti dai waipiwa zviri munjere nezviri muurongwa hwangu |
Nyangwe ndisipo ingozviziya akuna mumwe angatore Moyo wangu |
Kufunganya dai wambomira |
Uhmm baby |
Nome | Anno |
---|---|
A disagio | 2019 |
Il lavaggio del cervello | 2019 |
Sepolto vivo | 2019 |
Superstar | 2019 |
Decibel | 2019 |