![Eriya - Jah Prayzah](https://cdn.muztext.com/i/32847573592183925347.jpg)
Data di rilascio: 19.05.2020
Linguaggio delle canzoni: Swahili
Eriya |
Dzika Eriya |
Inga ndiwe mutumwa wedenga |
Dzika Eriya (dzika) |
Dzika Eriya |
Dzika Eriya |
Inga ndiwe mutumwa waMambo |
Dzika Eriya (dzika) |
Dzika Eriya |
Dzika Eriya |
Darika uchinditakura |
Usasiye Imanuwere Makandiwa (mutumwa waMambo) |
Dzika Eriya (mutumwa) |
Darika uchinditakura |
Usasiye Imanuwere Makandiwa (mutumwa waMambo) |
Dzika Eriya (mutumwa) |
Uchandiona ndimire ipapo pachiteshi |
Nemachinda toti Areruya! (mutumwa waMambo) |
Dzika Eriya (mutumwa) |
Uchandiona ndimire ipapo pachiteshi |
Nemachinda toti Areruya! |
Chakaramba kukakata chitundu musere musere |
Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya |
Hatikwire nemanera (kudenga kure) |
Pasi rino rine makunun’unu rine maodza moyo |
Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya (kudenga kure) |
Kwaziwai madzimai dai muri vamwe makumura gogo |
Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya |
Hatifambe tichinanaira (kudenga kure) |
Tingadai tate---, dai tatenderana |
Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya (kudenga kure) |
Dai tate---, dai tatenderana |
Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya (kudenga kure) |
Chipo chiye chamakandipa chandivengesa |
Vanoshaya nechikonzero chiripachena |
Ngetani dzavakandisunga dzakangwanjama |
Joko ravakanditurika rakarembera |
Deno ndiri nhume yehondo ndaidzorera |
Asi changu chamakandipa kuyananisa |
Gomo riye ratakakwira takanamata (baba munengoni) |
Chikomborero chamakandipa kubata ndima |
Chakaramba kukakata chitundu musere musere |
Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya |
Hatikwire nemanera (kudenga kure) |
Pasi rino rine makunun’unu rine maodza moyo |
Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya (kudenga kure) |
Kwaziwai madzimai dai muri vamwe makumura gogo |
Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya |
Hatifambe tichinanaira (kudenga kure) |
Tingadai tate---, dai tatenderana |
Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya (kudenga kure) |
Dai tate---, dai tatenderana |
Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya (kudenga kure) |
Hiya hiya hiya |
Hiya hiya hiya |
Hera hera hera (hera munoera) |
Hera hera hera (hera munoera) |
Hera hera hera (hera munoera) |
Baba (nekuti munoera |
Munoera (nekuti munoera) |
Aiwa baba munoera hera munoera) |
Aiwa baba munoera (hera munoera) |
Achasimuka mutendi weZiyoni |
Mambo ndewe Ziyoni |
Hona takokorodzana |
Hona chaunga |
Hukama taumba |
Kwedu tinodzana |
Kana kutamba tinogona |
Tarisa magwaro tigobvumirana |
Kuti gungwa iya ringa ranga rina erija |
Kweee here kwee kwee |
Ingoro yevatsevene (kweere kwee) |
Chinguri tapinda munzira tinosvika here (kweere kwee) kweeere kweere kweee |
Ingoro yevatsvene (kweere kwee) |
Chinguri tapinda munzira (tinosvika here) |
Ingoro yevatsvene (tinosvika here) |
Chinguri tapinda munzira (tinosvika here) |
Ingoro yevatsvene |
Chinguri tapinda munzira (tinosvika here) |
Nome | Anno |
---|---|
Kutonga Kwaro | 2017 |
Ndin'Ndamubata | 2017 |
Bvumbamirai | 2021 |
Murder | 2021 |
Hondo ft. Killer T, Jah Prayzah | 2018 |
Emerina | 2017 |
Nziyo Yerudo ft. Yemi Alade | 2017 |
Chengetedza | 2017 |
Special Somebody ft. Jah Prayzah | 2019 |
Munyaradzi | 2020 |
Mukwasha | 2020 |
Kwayedza | 2020 |
Miteuro ft. Zimpraise | 2020 |