Informazioni sulla canzone In questa pagina puoi leggere il testo della canzone Munyaradzi , di - Jah Prayzah. Data di rilascio: 19.05.2020
Lingua della canzone: Swahili
Informazioni sulla canzone In questa pagina puoi leggere il testo della canzone Munyaradzi , di - Jah Prayzah. Munyaradzi |
| Hee chiriyo dzamara tasangana |
| Wandigumbura, wandigumbura |
| Wandigumbura, wandigumbura |
| Ndizvozvo dzamara tasangana |
| Wandigumbura, wandigumbura |
| Wandigumbura, wandigumbura |
| Ipapo pandaigara |
| Ipapo dhiya ndipo pawaigarawo |
| Ipapo pataivata |
| Dzimwe nguva tairumwa nemarize |
| Zviri mberi |
| Taingobvunza Mwari |
| Mutemberi |
| Kumberi kunei? |
| Kunyangwe mvura yekutambudzika |
| Payaidzika nematama ndaivepo |
| Kuva munyaradzi |
| Ndini ndaive munyaradzi |
| Kuva munyaradzi |
| Ndini ndaive munyaradzi |
| Akazondisiya ndirimo munhamo ndega |
| Tokonyana, tanga tatokonyana |
| Ko seiko Mwendamberi mayaura mega? |
| Takonana, tanga tatokonana |
| Ndakamuti chiriyo, tosangana mberiyo |
| Takanyana, tanga tatokanyana |
| Homwe yakazosara yozara nemazana |
| Tapokana, tanga tatopokana |
| Asi watokanganwa kamhepo kaitirova muchando? |
| Gumbeze rimwe chete rawaiziva ndini wako |
| Wakambotsva maoko nekapoto kasina mubato |
| Mbuya yakakurapa takaiwana tafamba chinhambo |
| Inga watovaraidzwa nemaruva semavara eshato |
| Dai ndaive nemari nguva yacho, ndaingoronga muchato |
| Vaizongotiona tapota nesango |
| Dai ndaiva nemari nguva yacho, ndaingoronga muchato |
| Vaizongotiona tapota nesango |
| Paizouya mhepo ndini ndaive bako |
| Kunyangwe mvura yekutambudzika |
| Payaidzika nematama ndaivepo |
| Kuva munyaradzi |
| Ndini ndaive munyaradzi |
| Kuva munyaradzi |
| Ndini ndaive Munyaradzi |
| Akazondisiya ndirimo munhamo ndega |
| Tokonyana, tanga tatokonyana |
| Ko seiko Mwendamberi mayaura mega? |
| Takonana, tanga tatokonana |
| Ndakamuti chiriyo, tosangana mberiyo |
| Takanyana, tanga tatokanyana |
| Homwe yakazosara yozara nemazana |
| Tapokana, tanga tatopokana |
| Haiwa hurombo mukoma, ndainge ndakashoreka |
| Asi muhana tainge tavaka hukama |
| Ndoyedza kuvata wanike kwayedza |
| Varume ko inga kwachena |
| Asi handina chiedza |
| Zvese zviye, zvese zviye |
| Kwaingova kutungana kwembudzi varume |
| Anouya kuhope ndirere |
| Hope dzacho ndedzerume rudzi varume |
| Zvese zviye, zvese zviye (here zvaguma) |
| Kwaingove kutungana kwembudzi varume (here zvapera) |
| Anouya kuhope ndirere (zvaguma) |
| Hope dzacho ndedzerume rudzi varume (here zvapera) |
| Nome | Anno |
|---|---|
| Kutonga Kwaro | 2017 |
| Ndin'Ndamubata | 2017 |
| Bvumbamirai | 2021 |
| Murder | 2021 |
| Hondo ft. Killer T, Jah Prayzah | 2018 |
| Emerina | 2017 |
| Nziyo Yerudo ft. Yemi Alade | 2017 |
| Chengetedza | 2017 |
| Special Somebody ft. Jah Prayzah | 2019 |
| Mukwasha | 2020 |
| Kwayedza | 2020 |
| Miteuro ft. Zimpraise | 2020 |
| Eriya | 2020 |