
Data di rilascio: 01.11.2018
Linguaggio delle canzoni: Swahili
Chitubu |
Hiya hoye |
Haiya hiya |
Hiya wo |
Hiyere hiyere hiyere Mambo (ramba uchikakata) |
Hiyere hiyere hiyere Mambo (ramba uchikakata) |
Hiyere hiyere hiyerere (ramba uchikakata) |
Ndirangarireiwo mukuru wangu |
Mundisimudzire nechipo changu |
Iyoyo ndiyoyo korona yangu |
Chipo changu chindisvitse murugare rwangu |
Simba mufambire wayo imhungu changamire (ramba uchikakata) |
Kuratidza shungu yorutsa huturu (ramba uchikakata) |
Simba mufambire wayo imhungu changamire (ramba uchikakata) |
Kuratidza shungu yorutsa huturu |
Ndakaiona nhamo inopisa inosvaura ini |
Ndakaiturika kumatenga akazaruka ini |
Ndakazviona kubvira kare kuti munoera imi |
Zvikomborero zvamunoburutsa munogona |
Kuya kuya mamera kuya kuya |
Kuya kuya mamera kuya kuya |
Kuya kuya mamera kuya kuya |
Kuya kuya mamera kuya kuya |
Dai mangondigamuchira (zama) |
Chitubu chinodira (zama) |
Dai mangondibatidzira |
Kamwenje kamakandichengetera (ah zama) |
Mukuru ndaombera (zama) |
Aiwa ndanyengetera (zama) |
Masodzi kuyerera |
Ishungu dzinoti budirira (ah zama) |
Dai mangondigamuchira (zama) |
Chitubu chinodira (zama) |
Dai mangondibatidzira |
Kamwenje kamakandichengetera (ah zama) |
Mukuru ndaombera (zama) |
Aiwa ndanyengetera (zama) |
Masodzi kuyerera |
Ishungu dzinoti budirira (ah zama) |
Ndakatanga ndichikambaira |
Fume mangwana kutekaira |
(Takamirira zvikuru |
Zvouya wedza mangwana) |
Chemudenga chichakoromoka |
Semurume wotoshingaira |
(Takamirira zvikuru |
Zvouya wedza mangwana) |
Kuti nhamo yangu nhamo yako, nhamo kugovana nhamo |
(Takamirira zvikuru |
Zvouya wedza mangwana) |
Kuti hamo yangu, nhamo yako, nhamo ini handidi nhamo |
(Takamirira zvikuru |
Zvouya wedza mangwana) |
Dai mangondigamuchira (zama) |
Chitubu chinodira (zama) |
Dai mangondibatidzira |
Kamwenje kamakandichengetera (ah zama) |
Mukuru ndaombera (zama) |
Aiwa ndanyengetera (zama) |
Masodzi kuyerera |
Ishungu dzinoti budirira (ah zama) |
Dai mangondigamuchira (zama) |
Chitubu chinodira (zama) |
Dai mangondibatidzira |
Kamwenje kamakandichengetera (ah zama) |
Mukuru ndaombera (zama) |
Aiwa ndanyengetera (zama) |
Masodzi kuyerera |
Ishungu dzinoti budirira (ah zama) |
Ho iye |
Takafamba munzira dzakafamba vamwe vakasasvika (heya) |
Takadambura dhibhu rakasunga vamwe vakarembera (heya) |
Chamunyurududu toyambuka mudziva tayambuka mhiri (heya) |
Tidzengerere nyoka musango iwe charika (heya) |
Zvakutoda mukuru ndionere nzira ndingatsauka (heya) |
Chandikonza musana kufondoka kuti ndingabudirire (heya) |
Tipinde tipindewo mhanduwe |
Tifambe nendima (heya) |
Tibate tibatewo mhanduwe |
Tifambe nendima (heya) |
Dai mangondigamuchira (zama) |
Chitubu chinodira (zama) |
Dai mangondibatidzira |
Kamwenje kamakandichengetera (ah zama) |
Mukuru ndaombera (zama) |
Aiwa ndanyengetera (zama) |
Masodzi kuyerera |
Ishungu dzinoti budirira (ah zama) |
Dai mangondigamuchira (zama) |
Chitubu chinodira (zama) |
Dai mangondibatidzira |
Kamwenje kamakandichengetera (ah zama) |
Mukuru ndaombera (zama) |
Aiwa ndanyengetera (zama) |
Masodzi kuyerera |
Ishungu dzinoti budirira (ah zama) |
(Aah Chihombe) |
(Ini handibvume) |
Kusakara |
Ndakaramba kusakara |
Kusakara |
Ndakaramba kusakara |
Vane ndarama |
Inga vamwe vakagarika |
Vane ndarama |
Inga vamwe vakagarika |
Kuya kuya mamera kuya! |
Nome | Anno |
---|---|
Kutonga Kwaro | 2017 |
Ndin'Ndamubata | 2017 |
Bvumbamirai | 2021 |
Murder | 2021 |
Hondo ft. Killer T, Jah Prayzah | 2018 |
Emerina | 2017 |
Nziyo Yerudo ft. Yemi Alade | 2017 |
Chengetedza | 2017 |
Special Somebody ft. Jah Prayzah | 2019 |
Munyaradzi | 2020 |
Mukwasha | 2020 |
Kwayedza | 2020 |
Miteuro ft. Zimpraise | 2020 |
Eriya | 2020 |